Community
Stories Zimbabweans needed to say, finally said.
Been battling cancer
Murisei guys.I've been battling cancer for the past 2 months and now zvakunetsa kuti ndiende kuchikoro next semester nekuti mari hapachina.Vabereki vakutambudzika kubatanidza mari dzekuti ndiende kuchikoro pamwechete neku endeswa kuchipatar…
More stories
35 storiesi have an stl
ndine sti ndoita sei l need help i dont have money for treatment
❤️1 reaction
Gore rapfuura ndaive pasi chaizvo. Nhasi ndiri nani.
Handisi kunyora ndichiti ndakapora. Ndiri kunyora ndichiti zvinochinja. Gore rakapera ndakange ndisisabude mumba. Ndakarasikirwa nebasa muna February, relationship yangu yakapera muna May, uye ndakatanga kunwa doro zvak…
🤗1 reaction
Ndaka Ndakaba mari
Ndakaba mari kubasa apa didn’t know pabasa panga pane ma cameras ndoita sei manje ndafonerwa nhasi haaa mdakuzviuraya ini
❤️🤝4 reactions
Shared Weight
Good morning. Some days are heavier than others. If you are carrying a lot today, you do not have to hold it all alone. This space is yours to speak, vent, or just breathe. Your story is safe here at passing through a lo…
❤️🤗2 reactions
Struggling with Drug abuse and HIV
I discovered I was HIV positive last year in October. I tried to be strong but each hospital visit kunocollecter mushonga just made me feel worse and worse. Then in May this year I began abusing weed. I tried to stop but…
🤗❤️2 reactions
How best can l deal with childhood trauma.
Ndakakura my environment yekuti ndaingorohwa , having emotional abuse from big cousins. An environment where l was not allowed to express or explain myself. Any silly mistake kwaingova kurohwa chete. Now I'm a grown up …
❤️🤗2 reactions
Ndakadzingwa ku university ndikanyarara for 8 months
Ndakaraswa ne second year. Ndakaraswa ne supplementary futi. Ndakabva ndadzingwa. Handina kuudza munhu kumba kwemwedzi misere. Ndaimuka mangwanani, ndopfeka, ndobuda ne nguva chaiyo. Ndaigara kuHarare town, mu library …
Be the first to react, hold ❤️ for more
Heartbreak
I have been dating my boyfriend for the past 6months and we were vibing very well then all of a sudden he started ghosting me .Handina hangu zvekutaura,zvakawanda ..all l can say is man are wicked.
❤️2 reactions
Varume havachemi — ndakaudzwa ndichiri mudiki
Ndaiva nemakore masere baba vangu pavakati kwandiri "murume haachemi". Ndakabata izvozvo semutemo, kwete se advice. Makore makumi matatu apfuura. Iye zvino handichakwanisi kuchema kunyange ndichida chaizvo. Ndinonzwa ku…
Be the first to react, hold ❤️ for more
Ngazala ngileminyaka engu-19
Ngazala umntwana ngileminyaka engu-19. Ubaba womntwana wanyamalala engakatsho lutho. Abantu ekhaya babuza "wenzeni?" Kungathi yimi ngedwa engenza lokhu. Nangu umntwana, uyakhala ebusuku, lami ngikhala. Kodwa mina ngikh…
Be the first to react, hold ❤️ for more
Good morning, PTAL FAM
Mwari watsvaira mangwanani, good morning, family! ☀️ Whatever heavy thing you carried into today, rangarira kuti hausi wega. You don't have to figure out your entire life by tonight—chachingori nhano imwe panguva, kufem…
❤️🤗2 reactions
"Namata chete" — asi ndakange ndatonamata
Ndakaenda kumufundisi ndichiti handisi kunzwa zvakanaka mupfungwa. Ndakamuudza kuti ndinorara ndakasvinura, kuti handichafariri zvinhu zvandaifarira, kuti ndinorwadziwa ndisingazivi chikonzero. Akati ndinofanira kunamat…
Be the first to react, hold ❤️ for more
What did your family never talk about, and how did that silence shape you?
Haa zvakadhakwa guys ndaneta zvezvose ndakuda kuzorora hangu zvinani life yacho ma1
💪1 reaction
Depression
Baxotshile emsebenzini ,angisela lutho umfazi labantwana sebengitshiyile ngingacabanga ngakho kwenzinye izikhathi ngicabanga ukunyatha ipoison ngife
🤗1 reaction
rejection
ndakarambwa ne babe rangu apa ndakaribhadharira fees kusvika apedza 4.2 ndaimuitira zvese after zvese izvi ndakazongonzwa kuti arorwa ndoakuzviuraya ini
💪❤️🤗10 reactions
View all 2 commentsMudzimai wangu haazivi kuti ndakadzingwa basa
Ndakadzingwa basa muna January. Handina kumuudza mudzimai wangu. Kusvika nhasi. Ndinomuka na5:30, ndogeza, ndopfeka shirt ne tie. Ndinobuda na6:45 sezvandaimboita. Ndinogara mu library kana mu park kusvika 5pm. Then ndi…
Be the first to react, hold ❤️ for more
Abazali bami baseGoli, mina ngilapha
Umama lobaba bahamba ngo-2019 baya eGoli. Bathi bazabuya ngonyaka olandelayo. Sekuyiminyaka eyisithupha. Bayathumela imali nyanga zonke. Ngiyabonga, sibili. Sifundile ngaleyomali, siyadla ngayo. Kodwa imali ayikwazi uku…
Be the first to react, hold ❤️ for more
Baba vakafa gore rakapera, handisati ndachema
Baba vakafa muna April gore rakapera. Ndakabata funeral yese. Ndakataura kuvanhu, ndakagadzira ma arrangements, ndakabhadhara zvese. Munhu wese aiti "wakashinga mwanangu". Handina kuchema. Kwete pa funeral, kwete pa mem…
Be the first to react, hold ❤️ for more
Kuva dangwe kunorema
Ndini dangwe. Kana uri muShona unoziva zvazvinoreva. Vanin'ina vangu vese vanotarisa kwandiri. Amai vanofona vachiti "mwanangu, uri kuita sei? Tinoda school fees yaTinashe." Ndinoti "ndichaona amai" kunyange ndisina kan…
Be the first to react, hold ❤️ for more
shandai nesimba
Ndafara nhasi, ndapedza basa rangu uye ndiri kuzorora
❤️2 reactions
Ndaneta nezvose.
Ndaneta nezvose. Handisisiziva kuti ndichaita sei. Mazuva ese ndinongofunga izvi
🤝❤️2 reactions
Ndakapedza degree 2023, ndichiri kumba
Ndakapedza degree yangu muna 2023. Accounting. Ndakafara zvekuti I actually cried at the graduation, amai vangu vachichemawo because ndini wekutanga kuita degree mumhuri yedu yese. Three years later ndichiri kumba. Ndi…
Be the first to react, hold ❤️ for more
Describe the hardest year of your life in a single paragraph.
"I'm so tired of everything. Some days I wish I could just disappear and not deal with any of this."
❤️🤗💪4 reactions
View all 3 commentsDescribe the hardest year of your life in a single paragraph.
I've decided. Tonight, after everyone's asleep. I've already written the letters. I'm sorry
❤️1 reaction
More than how are you
Finding genuine people is very hard .How do you guys deal with being alone not having to have deep meaningful conversation with?
❤️2 reactions
What's one thing about yourself you've never apologised for but maybe should have?
ndakaba mari from my father mari iyi yaichengetwa na mom vangu mdra ayi raiser mari iyi to buy a stand since taigara paden peku renter i cant say the figure hangu but yayakawanda and used it kuchindenge ne betting kusvik…
🤝1 reaction
View 1 commentCaring for a sick parent while everyone else looks away
When my mother got sick, the whole family agreed she needed care — and then quietly left me to be it. I became nurse, cook, driver, and accountant, while holding down work and pretending I was coping. The exhaustion is …
💪❤️5 reactions
On the days I could not see a reason to keep going
There were nights I genuinely didn't think I'd make it to morning. I'm writing this from the other side of some of those nights, not because everything is fixed, but because I'm still here — and for a while I didn't thin…
❤️2 reactions
It did not start as a problem. It started as a way to cope.
Nobody wakes up deciding to lose control. For me it started as something to quiet the noise — the pressure, the sleepless nights, the feeling that I was falling behind everyone. It worked, until it didn't, until the thin…
❤️💪3 reactions
View all 2 commentsI stayed too long because leaving felt like failing
We looked good from the outside. Everyone kept telling me how lucky I was. Inside, I was shrinking — walking on eggshells, apologising for things that weren't mine to apologise for, slowly forgetting who I was before. I…
❤️1 reaction
The quiet shame of never being able to get ahead
Every month I do the maths and every month it doesn't work. Rent, transport, food, and something always breaks or someone always needs. I'm not reckless. I don't waste money. There simply isn't enough, and there hasn't b…
❤️2 reactions
Growing up, "depression" was not a word we were allowed to have
Where I come from, sadness that doesn't leave is called laziness, or a lack of prayer, or a spirit that needs cleansing. So for years I had no name for what was happening to me. I just thought I was weak. Getting help f…
❤️2 reactions
I am the one everyone leans on, and I am tired
In my family I'm "the strong one." The one who sends money home, who fixes problems, who never complains. Somewhere along the way that became a cage. When I finally told my mother I was struggling, she said, "But you're…
🤗❤️2 reactions
Two years since graduation, and the waiting is the hardest part
I did everything they told me to. I finished my degree, I kept my head down, I applied everywhere. Two years later I'm still at home, still explaining to relatives at every funeral and wedding why I don't have a "real jo…
🤗❤️2 reactions
View 1 commentCommunity Pulse
-
Stories shared
-
Reactions given
-
Verified professionals
Trending Topics
Everything you post here stays anonymous. We can't trace it back to you, that's not a promise, it's how we built the system.